Zvirevo 2:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti Jehovha anopa uchenjeri;+ mumuromo make munobuda zivo noungwaru.+ Johani 15:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Kana mukaramba muri pamwe neni uye mashoko angu akaramba ari mamuri, kumbirai chose chamunoda uye muchachiitirwa.+ 1 Johani 5:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+
7 Kana mukaramba muri pamwe neni uye mashoko angu akaramba ari mamuri, kumbirai chose chamunoda uye muchachiitirwa.+
14 Ichi ndicho chivimbo chatiinacho kwaari,+ kuti, zvisinei nokuti chii chatinokumbira maererano nezvaanoda, iye anotinzwa.+