Mateu 21:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvinhu zvose zvamunokumbira mumunyengetero, muine kutenda, muchazvigamuchira.”+ VaHebheru 11:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Zvakare, pasina kutenda+ hazvibviri kunyatsomufadza,+ nokuti iye anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko+ uye kuti anopa mubayiro+ vaya vanomutsvaka nomwoyo wose.+
6 Zvakare, pasina kutenda+ hazvibviri kunyatsomufadza,+ nokuti iye anosvika kuna Mwari anofanira kutenda kuti ariko+ uye kuti anopa mubayiro+ vaya vanomutsvaka nomwoyo wose.+