2 VaKorinde 13:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Pakupedzisira, hama, rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara norugare;+ uye Mwari worudo neworugare+ achava nemi. 1 VaTesaronika 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 uye kuti muvakudze kwazvo murudo nokuda kwebasa ravo.+ Itai kuti muve norugare nevamwe.+ 1 Petro 3:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 asi ngaabve pane zvakaipa+ aite zvakanaka; ngaatsvake rugare arutevere.+ 2 Petro 3:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Nokudaro, vadiwa, zvamakamirira zvinhu izvi, itai zvose zvamunogona kuti muwanikwe naye pakupedzisira musina ruvara+ uye musina gwapa, muine rugare.+
11 Pakupedzisira, hama, rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara norugare;+ uye Mwari worudo neworugare+ achava nemi.
14 Nokudaro, vadiwa, zvamakamirira zvinhu izvi, itai zvose zvamunogona kuti muwanikwe naye pakupedzisira musina ruvara+ uye musina gwapa, muine rugare.+