VaRoma 7:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 asi ndinoona munhengo dzangu+ mumwe mutemo uchirwisana+ nomutemo wepfungwa dzangu+ uye uchinditungamirira ndiri nhapwa kuenda kumutemo wechivi+ uri munhengo dzangu. VaGaratiya 5:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti nyama inorwisana nomudzimu+ pakuchiva kwayo, uye mudzimu unorwisana nenyama; nokuti izvi zvinorwisana, zvokuti zvinhu chaizvo zvamaizoda kuita hamuzviiti.+ 1 Petro 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vadiwa, ndinokurayirai sevatorwa uye vagari venguva duku+ kuti murambe muchirega zvinodiwa nenyama,+ uko kunoramba kuchirwisana nomweya.+
23 asi ndinoona munhengo dzangu+ mumwe mutemo uchirwisana+ nomutemo wepfungwa dzangu+ uye uchinditungamirira ndiri nhapwa kuenda kumutemo wechivi+ uri munhengo dzangu.
17 Nokuti nyama inorwisana nomudzimu+ pakuchiva kwayo, uye mudzimu unorwisana nenyama; nokuti izvi zvinorwisana, zvokuti zvinhu chaizvo zvamaizoda kuita hamuzviiti.+
11 Vadiwa, ndinokurayirai sevatorwa uye vagari venguva duku+ kuti murambe muchirega zvinodiwa nenyama,+ uko kunoramba kuchirwisana nomweya.+