Ezekieri 16:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “‘Asi wakatanga kuvimba norunako rwako,+ ukava pfambi nokuda kwezita rako,+ ukadururira mabasa ako oupfambi kumunhu wose aipfuura;+ rukava rwake.
15 “‘Asi wakatanga kuvimba norunako rwako,+ ukava pfambi nokuda kwezita rako,+ ukadururira mabasa ako oupfambi kumunhu wose aipfuura;+ rukava rwake.