RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 19:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Zvino Jehu+ mwanakomana womuoni+ Hananai+ akasvika pamberi pake, akati kuna Mambo Jehoshafati: “Munofanira kubatsira vakaipa,+ uye kuda+ vanovenga+ Jehovha here? Jehovha akutsamwirai+ nokuda kweizvi.

  • Johani 15:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+

  • Johani 17:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ndakavapa shoko renyu, asi nyika yakavavenga,+ nokuti havasi venyika, seni ndisiri wenyika.+

  • 1 Johani 5:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Tinoziva kuti tinobva kuna Mwari,+ asi nyika yose iri musimba reakaipa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe