Ruka 6:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 “Mune nhamo, pose apo vanhu vose vanotaura zvakanaka nezvenyu, nokuti zvinhu zvakadai ndizvo zvakaita madzitateguru avo kuvaprofita venhema.+ VaGaratiya 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Chokwadi, iko zvino ndava kuedza kunyengetedza vanhu here kana kuti Mwari? Kana kuti ndiri kutsvaka kufadza vanhu here?+ Kudai ndanga ndichiri kufadza vanhu,+ ndingadai ndisiri muranda waKristu.+
26 “Mune nhamo, pose apo vanhu vose vanotaura zvakanaka nezvenyu, nokuti zvinhu zvakadai ndizvo zvakaita madzitateguru avo kuvaprofita venhema.+
10 Chokwadi, iko zvino ndava kuedza kunyengetedza vanhu here kana kuti Mwari? Kana kuti ndiri kutsvaka kufadza vanhu here?+ Kudai ndanga ndichiri kufadza vanhu,+ ndingadai ndisiri muranda waKristu.+