RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 18:36
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 36 Jesu akapindura kuti:+ “Umambo hwangu hahusi hwenyika ino.+ Kudai umambo hwangu hwaiva hwenyika ino, vashumiri vangu vangadai varwa+ kuti ndirege kuiswa kuvaJudha. Asi, sezvazviri, umambo hwangu hahubvi panyika ino.”

  • VaRoma 8:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 nokuti kufunga kwenyama kunoreva kuvengana+ naMwari, nokuti nyama haizviisi pasi+ pomutemo waMwari, uyewo, chokwadi, haigoni kudaro.

  • 1 Johani 2:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Musada nyika kana zvinhu zviri munyika.+ Kana munhu achida nyika, kuda Baba hakusi maari;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe