Isaya 44:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ndichadzima kudarika kwako sokunge negore,+ nezvivi zvako sokunge negore gobvu. Dzoka kwandiri,+ nokuti ndichakudzikinura.+ Isaya 55:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Tsvakai Jehovha, achiri kuwanika.+ Danai kwaari achiri pedyo.+
22 Ndichadzima kudarika kwako sokunge negore,+ nezvivi zvako sokunge negore gobvu. Dzoka kwandiri,+ nokuti ndichakudzikinura.+