Pisarema 102:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti mazuva angu asvika pakuguma sezvinongoita utsi,+Uye mapfupa angu atsvuka kuti piriviri sechoto.+ 1 Petro 1:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Nokuti “vanhu vose vakaita souswa, uye runako rwavo rwose rwakaita seruva rouswa;+ uswa hunooma, uye ruva rinowira pasi,+
3 Nokuti mazuva angu asvika pakuguma sezvinongoita utsi,+Uye mapfupa angu atsvuka kuti piriviri sechoto.+
24 Nokuti “vanhu vose vakaita souswa, uye runako rwavo rwose rwakaita seruva rouswa;+ uswa hunooma, uye ruva rinowira pasi,+