Jeremiya 31:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 “Tarirai! Mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichaita sungano itsva+ neimba yaIsraeri+ uye neimba yaJudha;+ Mabasa 26:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 asi madzinza edu ane gumi nemaviri ari kutarisira kuwana kuzadzika kwechipikirwa ichi nokumuitira basa dzvene kwazvo usiku nemasikati.+ Ndiri kupomerwa nevaJudha pamusoro petariro iyi,+ haiwa mambo.
31 “Tarirai! Mazuva achauya,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “andichaita sungano itsva+ neimba yaIsraeri+ uye neimba yaJudha;+
7 asi madzinza edu ane gumi nemaviri ari kutarisira kuwana kuzadzika kwechipikirwa ichi nokumuitira basa dzvene kwazvo usiku nemasikati.+ Ndiri kupomerwa nevaJudha pamusoro petariro iyi,+ haiwa mambo.