Isaya 33:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Hakuna mugari wemo achati: “Ndiri kurwara.”+ Vanhu vachagara munyika yacho vachava vaya vakaregererwa kukanganisa kwavo.+ Mateu 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino tarira! vakanga vachimuunzira munhu akaoma rutivi rwomuviri akarara pamubhedha.+ Paakaona kutenda kwavo Jesu akati kune akanga akaoma rutivi rwomuviri: “Shinga, mwana; zvivi zvako zvakanganwirwa.”+
24 Hakuna mugari wemo achati: “Ndiri kurwara.”+ Vanhu vachagara munyika yacho vachava vaya vakaregererwa kukanganisa kwavo.+
2 Zvino tarira! vakanga vachimuunzira munhu akaoma rutivi rwomuviri akarara pamubhedha.+ Paakaona kutenda kwavo Jesu akati kune akanga akaoma rutivi rwomuviri: “Shinga, mwana; zvivi zvako zvakanganwirwa.”+