6 Naizvozvo mukadzi akaona kuti muti wacho wakanga wakanakira kudya uye kuti wakanga uri chimwe chinhu chinoyevedza, chokwadi, muti wacho waifadza kutarira.+ Naizvozvo akatanga kutora michero yawo achidya. Akazopawo murume wake paakanga ava naye, akatanga kuudya.+