Mabasa 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Sezvineiwo, muJerusarema maigara vaJudha,+ vanhu vaitya Mwari,+ vakanga vabva kumarudzi ose evari pasi pedenga. Mabasa 8:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kana ari Sauro, akanga achibvumirana nokupondwa kwake.+ Pazuva iroro kutambudzwa+ kukuru kwakamuka paungano yaiva muJerusarema; vose kunze kwevaapostora chete vakapararira+ munzvimbo dzose dzeJudhiya neSamariya. 1 Petro 1:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 1 Petro, muapostora+ waJesu Kristu, kuvagari venguva duku+ vakapararira+ muPontasi, Garatiya, Kapadhokiya,+ Ezhiya, neBhitiniya, kune vakasarudzwa+
5 Sezvineiwo, muJerusarema maigara vaJudha,+ vanhu vaitya Mwari,+ vakanga vabva kumarudzi ose evari pasi pedenga.
8 Kana ari Sauro, akanga achibvumirana nokupondwa kwake.+ Pazuva iroro kutambudzwa+ kukuru kwakamuka paungano yaiva muJerusarema; vose kunze kwevaapostora chete vakapararira+ munzvimbo dzose dzeJudhiya neSamariya.
1 Petro, muapostora+ waJesu Kristu, kuvagari venguva duku+ vakapararira+ muPontasi, Garatiya, Kapadhokiya,+ Ezhiya, neBhitiniya, kune vakasarudzwa+