Mateu 7:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Naizvozvo, kana imi, kunyange makaipa,+ muchiziva kupa vana venyu zvipo zvakanaka, Baba venyu vari kumatenga vachapa zvikuru sei zvinhu zvakanaka+ kune vaya vanovakumbira! Johani 3:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Achipindura, Johani akati: “Munhu haangagamuchiri chinhu chimwe chete kunze kwokunge achipiwa chichibva kudenga.+
11 Naizvozvo, kana imi, kunyange makaipa,+ muchiziva kupa vana venyu zvipo zvakanaka, Baba venyu vari kumatenga vachapa zvikuru sei zvinhu zvakanaka+ kune vaya vanovakumbira!
27 Achipindura, Johani akati: “Munhu haangagamuchiri chinhu chimwe chete kunze kwokunge achipiwa chichibva kudenga.+