Maraki 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Nokuti ndini Jehovha; handina kuchinja.+ Imi ndimi vanakomana vaJakobho; hamuna kupera.+