RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Madzimambo 3:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Zvino ipai mushumiri wenyu mwoyo unoteerera kuti atonge+ vanhu venyu, kuti azive chakanaka nechakaipa;+ nokuti ndiani angakwanisa kutonga+ vanhu venyu ava vakaoma?”+

  • Mako 11:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Ndokusaka ndichikuudzai kuti, Zvinhu zvose zvamunonyengeterera nezvamunokumbira ivai nokutenda kwokuti matozvigamuchira, uye muchava nazvo.+

  • 1 Johani 3:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 uye zvinhu zvose zvatinokumbira tinozvigamuchira kubva kwaari,+ nokuti tiri kuchengeta mirayiro yake uye tiri kuita zvinhu zvinofadza pamberi pake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe