Johani 15:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+ VaHebheru 11:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ivava vose vakafa+ vachitenda, kunyange vasina kuwana kuzadzika kwezvipikirwa,+ asi vakazviona zviri kure,+ vakazvikwazisa, vakazivisa pachena kuti vakanga vari vaeni nevagari venguva duku munyika yacho.+
19 Kudai maiva venyika, nyika yaizoda zviri zvayo.+ Zvino nokuti hamusi venyika,+ asi ndakakusarudzai munyika, nokuda kweizvi nyika inokuvengai.+
13 Ivava vose vakafa+ vachitenda, kunyange vasina kuwana kuzadzika kwezvipikirwa,+ asi vakazviona zviri kure,+ vakazvikwazisa, vakazivisa pachena kuti vakanga vari vaeni nevagari venguva duku munyika yacho.+