-
Revhitiko 16:21Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
21 Aroni anofanira kuisa maoko ake ose+ pamusoro wembudzi yacho mhenyu, oreururira+ pamusoro payo kukanganisa+ kwose kwevanakomana vaIsraeri nokumukira kwavo kwose pazvivi zvavo zvose,+ uye anofanira kuzviisa pamusoro wembudzi+ yacho, oirega kuti iende kurenje+ nomurume anenge akagadzirira kuita izvozvo.+
-