VaKorose 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 nokuti makavigwa pamwe chete naye murubhabhatidzo rwake,+ uye muri pamwe chete naye makamutswawo+ pamwe chete naye nokutenda+ kwenyu mukushanda+ kwaMwari, uyo akamumutsa kubva kuvakafa.+
12 nokuti makavigwa pamwe chete naye murubhabhatidzo rwake,+ uye muri pamwe chete naye makamutswawo+ pamwe chete naye nokutenda+ kwenyu mukushanda+ kwaMwari, uyo akamumutsa kubva kuvakafa.+