VaHebheru 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+ VaHebheru 9:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+ VaHebheru 10:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Kudai zvakanga zvakadaro, zvibayiro zvingadai zvisina kurega kupiwa here, nokuti vaya vaiita basa dzvene vakanga vacheneswa kamwe chete zvachose vaisazoziva zvivi?+ VaHebheru 10:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo yechokwadi tiine chivimbo chizere nokutenda, mwoyo yedu yasaswa kuti inatswe pahana yakaipa+ uye miviri yedu yashambidzwa nemvura yakachena.+
9 Tende irori mufananidzo+ wenguva yakatarwa yavapo iye zvino,+ uye maererano nawo zvipo nezvibayiro zvinopiwa.+ Zvisinei, izvi hazvigoni kuita kuti munhu anenge achiita basa dzvene ave nehana+ yakachena zvakakwana,+
14 ropa+ raKristu, uyo akazvipa+ kuna Mwari asina gwapa nokushanda kwomudzimu usingaperi, richachenesa+ zvikuru sei hana dzedu pamabasa akafa+ kuti tiitire Mwari mupenyu basa dzvene?+
2 Kudai zvakanga zvakadaro, zvibayiro zvingadai zvisina kurega kupiwa here, nokuti vaya vaiita basa dzvene vakanga vacheneswa kamwe chete zvachose vaisazoziva zvivi?+
22 ngatiswederei pedyo naMwari nemwoyo yechokwadi tiine chivimbo chizere nokutenda, mwoyo yedu yasaswa kuti inatswe pahana yakaipa+ uye miviri yedu yashambidzwa nemvura yakachena.+