2 VaKorinde 4:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti kunyange zvazvo kutambudzika kwacho kuri kwenguva duku+ uye kwakareruka, kunoita kuti tiwane kubwinya kwakatokura kwazvo uye kusingaperi;+ 2 Timoti 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Chokwadi, vose vaya vanoda kurarama vachizvipira kuna Mwari muna Kristu Jesu vachatambudzwawo.+
17 Nokuti kunyange zvazvo kutambudzika kwacho kuri kwenguva duku+ uye kwakareruka, kunoita kuti tiwane kubwinya kwakatokura kwazvo uye kusingaperi;+