1 Timoti 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Panguva iyoyo dzinodzidza kuva dzisina basa, dzichifamba-famba nedzimba; chokwadi, kwete chete kuva dzisina basa, asiwo dzinoita makuhwa uye dzinopindira munyaya dzevamwe vanhu,+ dzichitaura zvinhu zvadzisingafaniri kutaura.
13 Panguva iyoyo dzinodzidza kuva dzisina basa, dzichifamba-famba nedzimba; chokwadi, kwete chete kuva dzisina basa, asiwo dzinoita makuhwa uye dzinopindira munyaya dzevamwe vanhu,+ dzichitaura zvinhu zvadzisingafaniri kutaura.