1 VaKorinde 11:32 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 32 Zvisinei, kana tatongwa,+ tinorangwa naJehovha,+ kuti tirege kupiwa mhosva+ pamwe chete nenyika.+ VaHebheru 3:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 asi Kristu akanga akatendeka soMwanakomana+ pakutarisira imba yaIyeye. Isu tiri imba yaIyeye,+ kana tikabatisisa rusununguko rwedu rwokutaura uye tikaita kuti kuzvirumbidza kwedu pamusoro petariro kuve kwakasimba kusvikira kumugumo.+
6 asi Kristu akanga akatendeka soMwanakomana+ pakutarisira imba yaIyeye. Isu tiri imba yaIyeye,+ kana tikabatisisa rusununguko rwedu rwokutaura uye tikaita kuti kuzvirumbidza kwedu pamusoro petariro kuve kwakasimba kusvikira kumugumo.+