2 Timoti 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuda kwechikonzero ichi ini ndiri kutamburawo+ zvinhu izvi, asi handinyari.+ Nokuti ndinoziva wandakatenda, uye ndine chivimbo chokuti anokwanisa kurinda+ zvandakaunganidza kuti achengete kusvikira zuva iroro.+
12 Nokuda kwechikonzero ichi ini ndiri kutamburawo+ zvinhu izvi, asi handinyari.+ Nokuti ndinoziva wandakatenda, uye ndine chivimbo chokuti anokwanisa kurinda+ zvandakaunganidza kuti achengete kusvikira zuva iroro.+