Isaya 53:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi iye akanga achibayiwa+ nokuda kwokudarika kwedu;+ akanga achipwanyiwa nokuda kwokukanganisa kwedu.+ Kuranga kwakaitirwa rugare rwedu kwakanga kuri paari,+ uye tave tichiporeswa+ nokuda kwemaronda+ ake. VaHebheru 11:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 nokuti akaona kuzvidzwa+ kwaKristu sepfuma huru pane pfuma yeIjipiti; nokuti akaramba akatarira kuripwa kwomubayiro.+ Zvakazarurwa 19:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ndakabva ndawira pasi pamberi petsoka dzayo kuti ndiinamate.+ Asi yakandiudza kuti: “Chenjerera! Usadaro!+ Ndinongovawo muranda pamwe chete newe nowehama dzako dzine basa rokupupurira Jesu.+ Namata Mwari;+ nokuti kupupurira Jesu ndicho chinangwa chouprofita.”+
5 Asi iye akanga achibayiwa+ nokuda kwokudarika kwedu;+ akanga achipwanyiwa nokuda kwokukanganisa kwedu.+ Kuranga kwakaitirwa rugare rwedu kwakanga kuri paari,+ uye tave tichiporeswa+ nokuda kwemaronda+ ake.
26 nokuti akaona kuzvidzwa+ kwaKristu sepfuma huru pane pfuma yeIjipiti; nokuti akaramba akatarira kuripwa kwomubayiro.+
10 Ndakabva ndawira pasi pamberi petsoka dzayo kuti ndiinamate.+ Asi yakandiudza kuti: “Chenjerera! Usadaro!+ Ndinongovawo muranda pamwe chete newe nowehama dzako dzine basa rokupupurira Jesu.+ Namata Mwari;+ nokuti kupupurira Jesu ndicho chinangwa chouprofita.”+