VaHebheru 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 asi tinoona Jesu, akanga aitwa akaderera zvishoma pane ngirozi,+ akapfekedzwa korona yokubwinya+ nokukudzwa nokuti iye akafa,+ kuti nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari aravire rufu nokuda kwevanhu vose.+
9 asi tinoona Jesu, akanga aitwa akaderera zvishoma pane ngirozi,+ akapfekedzwa korona yokubwinya+ nokukudzwa nokuti iye akafa,+ kuti nomutsa usina kukodzera kuwanwa waMwari aravire rufu nokuda kwevanhu vose.+