Pisarema 90:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Makavakukura;+ ivo vanova sehopewo zvadzo;+Mangwanani vakaita souswa hwakasvibirira hunochinja.+ Pisarema 103:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kana ari munhuwo zvake, mazuva ake akaita seaya ouswa hwakasvibirira;+Anotumbuka sezvinoita ruva romusango.+ Isaya 40:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Teererai! Mumwe munhu ati: “Shevedzera!”+ Uye mumwe akati: “Ndoshevedzerei?” “Vanhu vose uswa hwakasvibirira, uye mutsa wavo worudo wose wakaita seruva rokusango.+
15 Kana ari munhuwo zvake, mazuva ake akaita seaya ouswa hwakasvibirira;+Anotumbuka sezvinoita ruva romusango.+
6 Teererai! Mumwe munhu ati: “Shevedzera!”+ Uye mumwe akati: “Ndoshevedzerei?” “Vanhu vose uswa hwakasvibirira, uye mutsa wavo worudo wose wakaita seruva rokusango.+