RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 19:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Zvino kana mukanyatsoteerera+ inzwi rangu uye mukachengeta sungano yangu,+ muchabva mava pfuma yangu chaiyo pakati pemamwe marudzi ose,+ nokuti nyika yose ndeyangu.+

  • Dheuteronomi 7:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Nokuti iwe uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako.+ Ndiwe wakasarudzwa naJehovha Mwari wako kuti uve rudzi rwake, pfuma chaiyo, pakati pemarudzi ose ari pamusoro penyika.+

  • Dheuteronomi 10:15
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 15 Kungoti Jehovha akafadzwa nemadzibaba enyu kuti aade, zvokuti akasarudza vana vawo vaiatevera,+ nemiwo, pamarudzi ose, sezvazvakaita nhasi.

  • Amosi 3:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 ‘Imi ndimi chete vandakaziva+ pamhuri dzose dzepanyika.+ Ndokusaka ndichaita kuti muzvidavirire kukanganisa kwenyu kwose.+

  • Maraki 3:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 “Vachava vangu,”+ Jehovha wemauto adaro, “pazuva randichaita kuti pave nepfuma chaiyo.+ Ndichavanzwira tsitsi, sezvinoita murume anonzwira nyasha mwanakomana wake anomushandira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe