Isaya 43:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 ivo vanhu vandakazviumbira, kuti varondedzere kurumbidzwa kwangu.+ Isaya 61:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi imi muchanzi vapristi vaJehovha;+ imi muchanzi vashumiri+ vaMwari wedu. Muchadya pfuma yemarudzi,+ uye muchataura pamusoro penyu muchifara kwazvo mukukudzwa kwawo.+
6 Asi imi muchanzi vapristi vaJehovha;+ imi muchanzi vashumiri+ vaMwari wedu. Muchadya pfuma yemarudzi,+ uye muchataura pamusoro penyu muchifara kwazvo mukukudzwa kwawo.+