Isaya 51:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Nditeererei, haiwa imi vanhu vangu; ndinzwei, imi boka rangu remarudzi.+ Nokuti ndichabudisa mutemo,+ uye ndichaita kuti zvandakatonga zvive chiedza kumarudzi.+ Isaya 60:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Nokuti, tarira! rima+ richafukidza nyika, uye zarima richafukidza mapoka emarudzi; asi Jehovha achapenyera pauri, uye kubwinya kwake kuchaonekwa pauri.+ VaEfeso 5:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti maimbova rima,+ asi zvino mava chiedza+ munaShe. Rambai muchifamba sevana vechiedza, VaKorose 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Iye akatinunura pasimba+ rerima, akatipinza+ muumambo+ hwoMwanakomana wake waanoda,+
4 “Nditeererei, haiwa imi vanhu vangu; ndinzwei, imi boka rangu remarudzi.+ Nokuti ndichabudisa mutemo,+ uye ndichaita kuti zvandakatonga zvive chiedza kumarudzi.+
2 Nokuti, tarira! rima+ richafukidza nyika, uye zarima richafukidza mapoka emarudzi; asi Jehovha achapenyera pauri, uye kubwinya kwake kuchaonekwa pauri.+