Revhitiko 25:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 “‘Naizvozvo musatengesa nyika yacho zvachose,+ nokuti nyika yacho ndeyangu.+ Nokuti imi muri vatorwa nevanobva kune imwe nyika kwandiri.+ Pisarema 39:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Inzwai munyengetero wangu, haiwa Jehovha,Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+Musaramba makanyarara muchiona misodzi yangu.+Nokuti ndinongova hangu mutorwa anemi,+Anobva kune imwe nyika sezvakanga zvakaita madzitateguru angu ose.+
23 “‘Naizvozvo musatengesa nyika yacho zvachose,+ nokuti nyika yacho ndeyangu.+ Nokuti imi muri vatorwa nevanobva kune imwe nyika kwandiri.+
12 Inzwai munyengetero wangu, haiwa Jehovha,Teererai kuchemera kwangu kubatsirwa.+Musaramba makanyarara muchiona misodzi yangu.+Nokuti ndinongova hangu mutorwa anemi,+Anobva kune imwe nyika sezvakanga zvakaita madzitateguru angu ose.+