RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 8:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Nokuti vaya vanoita maererano nenyama vanoisa pfungwa dzavo pazvinhu zvenyama,+ asi vaya vanoita maererano nomudzimu pazvinhu zvomudzimu.+

  • VaGaratiya 5:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Zvakare, vaya vari vanhu vaKristu Jesu vakaroverera nyama pamwe chete nezvido zvayo nokuchiva kwayo.+

  • Jakobho 4:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Hondo dzinobvepi nokurwa kuri pakati penyu kunobvepi? Hazvibvi pane izvi, iko kuchiva+ kwenyu kwokuti mufadze nyama kunorwisana nenhengo dzenyu here?+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe