2 Petro 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nezvinhu izvi iye akatipa pachena zvipikirwa zvinokosha uye zvikuru kwazvo,+ kuti neizvi imi muve vanhu vakaita saMwari,+ zvamakabva pakuora kuri munyika+ nomukuchiva kwazvo.
4 Nezvinhu izvi iye akatipa pachena zvipikirwa zvinokosha uye zvikuru kwazvo,+ kuti neizvi imi muve vanhu vakaita saMwari,+ zvamakabva pakuora kuri munyika+ nomukuchiva kwazvo.