Mateu 12:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Unobva waenda wonotora mimwe midzimu minomwe yakaipa kwazvo kuupfuura,+ uye, kana yapinda mukati, inogara imomo; uye kuguma kwomunhu iyeye kunova kwakaipa kwazvo kupfuura pakutanga.+ Ndizvo zvazvichaitawo nechizvarwa chino chakaipa.”+ Ruka 11:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Unobva waenda, wonotora mimwe midzimu minomwe+ yakaipa kwazvo kupfuura iwo, uye, kana yapinda, inogara imomo; uye kuguma kwomunhu iyeye kunova kwakaipa kwazvo kupfuura kutanga kwake.”+ VaHebheru 10:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Nokuti kana tiine tsika yokuita chivi nemaune+ pashure pokunge tagamuchira zivo yakarurama pamusoro pechokwadi,+ hapasisina kana chibayiro chimwe chasara nokuda kwezvivi,+
45 Unobva waenda wonotora mimwe midzimu minomwe yakaipa kwazvo kuupfuura,+ uye, kana yapinda mukati, inogara imomo; uye kuguma kwomunhu iyeye kunova kwakaipa kwazvo kupfuura pakutanga.+ Ndizvo zvazvichaitawo nechizvarwa chino chakaipa.”+
26 Unobva waenda, wonotora mimwe midzimu minomwe+ yakaipa kwazvo kupfuura iwo, uye, kana yapinda, inogara imomo; uye kuguma kwomunhu iyeye kunova kwakaipa kwazvo kupfuura kutanga kwake.”+
26 Nokuti kana tiine tsika yokuita chivi nemaune+ pashure pokunge tagamuchira zivo yakarurama pamusoro pechokwadi,+ hapasisina kana chibayiro chimwe chasara nokuda kwezvivi,+