Mateu 24:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 “Asi kana muranda akaipa iyeye akati mumwoyo make,+ ‘Tenzi wangu ari kunonoka,’+ Ruka 12:45 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 45 Asi kana muranda iyeye akangoti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu anonoka kuuya,’+ akatanga kurova vashandirume nevashandikadzi, uye kudya nokunwa nokudhakwa,+
45 Asi kana muranda iyeye akangoti mumwoyo make, ‘Tenzi wangu anonoka kuuya,’+ akatanga kurova vashandirume nevashandikadzi, uye kudya nokunwa nokudhakwa,+