Genesisi 18:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Hamungambofungi kuita saizvozvi, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa kuti akarurama aitirwe zvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yose haasi kuzoita zvakarurama here?”+ Pisarema 96:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Pamberi paJehovha. Nokuti auya;+Nokuti auya kuzotonga nyika.+Achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokutendeka kwake.+ Zvakazarurwa 12:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Asi nyika yakabatsira mukadzi,+ uye nyika yakashama muromo wayo ikamedza rwizi urwo dhiragoni yakanga yabudisa mumuromo mayo.
25 Hamungambofungi kuita saizvozvi, kuuraya munhu akarurama pamwe chete neakaipa kuti akarurama aitirwe zvinoitirwa akaipa!+ Hamungambofungi zvakadaro.+ Mutongi wenyika yose haasi kuzoita zvakarurama here?”+
13 Pamberi paJehovha. Nokuti auya;+Nokuti auya kuzotonga nyika.+Achatonga nyika inobereka nokururama+Uye achatonga marudzi nokutendeka kwake.+
16 Asi nyika yakabatsira mukadzi,+ uye nyika yakashama muromo wayo ikamedza rwizi urwo dhiragoni yakanga yabudisa mumuromo mayo.