Dheuteronomi 7:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 asi anotsiva uya anomuvenga nokumuparadza.+ Haazozenguriri kuzviita kune uya anomuvenga; achamutsiva. Isaya 26:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Nokuti, tarirai! Jehovha ari kuuya achibva kunzvimbo yake kuzoita kuti mugari womunyika azvidavirire kukanganisa kwaari,+ uye nyika ichabudisa pachena ropa rayo rakateurwa+ uye haizofukidzizve vakaurayiwa vayo.”+
10 asi anotsiva uya anomuvenga nokumuparadza.+ Haazozenguriri kuzviita kune uya anomuvenga; achamutsiva.
21 Nokuti, tarirai! Jehovha ari kuuya achibva kunzvimbo yake kuzoita kuti mugari womunyika azvidavirire kukanganisa kwaari,+ uye nyika ichabudisa pachena ropa rayo rakateurwa+ uye haizofukidzizve vakaurayiwa vayo.”+