Pisarema 37:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Kwangosara nguva duku, munhu akaipa haazovipozve;+Uchanyatsotarira panzvimbo yake, asi haachazovipo.+ Isaya 13:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Tarira! Zuva raJehovha riri kuuya, riine utsinye nokuda kwokushatirwa kukuru nokutsamwa kukuru, kuti riite nyika chinhu chinokatyamadza,+ uye kuti ritsakatise vatadzi vepanyika.+ Zefaniya 1:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Sirivha yavo kana ndarama yavo hazvizokwanisi kuvanunura pazuva rokushatirwa kukuru kwaJehovha;+ asi nyika yose ichaparadzwa nomoto wokushingaira kwake,+ nokuti achaparadza vagari vose vepanyika, achavaparadza kwazvo.”+
10 Kwangosara nguva duku, munhu akaipa haazovipozve;+Uchanyatsotarira panzvimbo yake, asi haachazovipo.+
9 “Tarira! Zuva raJehovha riri kuuya, riine utsinye nokuda kwokushatirwa kukuru nokutsamwa kukuru, kuti riite nyika chinhu chinokatyamadza,+ uye kuti ritsakatise vatadzi vepanyika.+
18 Sirivha yavo kana ndarama yavo hazvizokwanisi kuvanunura pazuva rokushatirwa kukuru kwaJehovha;+ asi nyika yose ichaparadzwa nomoto wokushingaira kwake,+ nokuti achaparadza vagari vose vepanyika, achavaparadza kwazvo.”+