Isaya 65:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Nokuti tarirai ndiri kusika matenga matsva+ nenyika itsva;+ zvinhu zvekare hazvizoyeukwi,+ uyewo hazvizouyi mumwoyo.+ Zvakazarurwa 21:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino ndakaona denga idzva+ nenyika itsva;+ nokuti denga rekare+ nenyika yekare+ zvakanga zvapfuura, uye gungwa+ rakanga risisipo.
17 “Nokuti tarirai ndiri kusika matenga matsva+ nenyika itsva;+ zvinhu zvekare hazvizoyeukwi,+ uyewo hazvizouyi mumwoyo.+
21 Zvino ndakaona denga idzva+ nenyika itsva;+ nokuti denga rekare+ nenyika yekare+ zvakanga zvapfuura, uye gungwa+ rakanga risisipo.