1 VaKorinde 15:58 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 58 Naizvozvo, hama dzangu dzinodiwa, ivai vakasimba,+ musingazununguki, muchigara muine zvizhinji zvokuita mubasa raShe,+ muchiziva kuti basa renyu harisi pasina+ munaShe. 2 VaKorinde 13:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Pakupedzisira, hama, rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara norugare;+ uye Mwari worudo neworugare+ achava nemi. VaFiripi 1:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 kuti muve nechokwadi chokuti zvinhu zvinokosha kupfuura zvimwe ndezvipi,+ kuti muve vasina chavanopomerwa+ uye musingagumburi+ vamwe kusvikira pazuva raKristu, 1 VaTesaronika 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 kuti aite kuti mwoyo yenyu isimbe, irege kuva nechainopomerwa+ muutsvene pamberi paMwari wedu uye Baba vedu pakuvapo+ kwaShe wedu Jesu aine vatsvene vake vose.+
58 Naizvozvo, hama dzangu dzinodiwa, ivai vakasimba,+ musingazununguki, muchigara muine zvizhinji zvokuita mubasa raShe,+ muchiziva kuti basa renyu harisi pasina+ munaShe.
11 Pakupedzisira, hama, rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara norugare;+ uye Mwari worudo neworugare+ achava nemi.
10 kuti muve nechokwadi chokuti zvinhu zvinokosha kupfuura zvimwe ndezvipi,+ kuti muve vasina chavanopomerwa+ uye musingagumburi+ vamwe kusvikira pazuva raKristu,
13 kuti aite kuti mwoyo yenyu isimbe, irege kuva nechainopomerwa+ muutsvene pamberi paMwari wedu uye Baba vedu pakuvapo+ kwaShe wedu Jesu aine vatsvene vake vose.+