1 VaKorinde 15:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Musatsauswa. Ushamwari hwakaipa hunoshatisa tsika dzinobatsira.+ VaGaratiya 5:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Makanga muchimhanya zvakanaka.+ Ndiani akakudzivisai kuti murambe muchiteerera chokwadi?+