-
Genesisi 6:4Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
4 Mumazuva iwayo kwaiva nevaNefirimu panyika, uyewo pashure, vanakomana vaMwari wechokwadi pavakaramba vachirara nevanasikana vevanhu vakavaberekera vanakomana, ivo ndivo vaiva vanhu vaiva nesimba, vekare, vaiva nomukurumbira.
-