Pisarema 34:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Matambudziko omunhu akarurama mazhinji,+Asi Jehovha anomununura maari ose.+ 1 VaKorinde 10:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hapana muedzo wakakubatai kunze kweinozivikanwa nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka,+ uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nomuedzo achaitawo nzira yokubuda nayo+ kuti mukwanise kuutsungirira. 2 Timoti 4:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ishe achandinunura pamabasa ose akaipa+ uye achandiponesa nokuda kwoumambo hwake hwokudenga.+ Ngaakudzwe nokusingaperi-peri. Ameni. Zvakazarurwa 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Zvawakachengeta shoko pamusoro pokutsungirira kwangu,+ ini ndichakuchengetawo+ paawa yokuedzwa, ichauya munyika yose inogarwa, kuzoedza vaya vanogara panyika.+
13 Hapana muedzo wakakubatai kunze kweinozivikanwa nevanhu.+ Asi Mwari akatendeka,+ uye haangakuregei muchiedzwa kupfuura zvamunogona kutsungirira,+ asi pamwe chete nomuedzo achaitawo nzira yokubuda nayo+ kuti mukwanise kuutsungirira.
18 Ishe achandinunura pamabasa ose akaipa+ uye achandiponesa nokuda kwoumambo hwake hwokudenga.+ Ngaakudzwe nokusingaperi-peri. Ameni.
10 Zvawakachengeta shoko pamusoro pokutsungirira kwangu,+ ini ndichakuchengetawo+ paawa yokuedzwa, ichauya munyika yose inogarwa, kuzoedza vaya vanogara panyika.+