VaRoma 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+ 2 Petro 3:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi neshoko iroro matenga+ nenyika+ zviripo iye zvino zvakachengeterwa moto+ uye zviri kuchengeterwa zuva rokutongwa+ nerokuparadzwa kwevanhu vasingadi Mwari.+
5 Asi maererano noukukutu+ hwako nomwoyo usingapfidzi+ uri kuzviunganidzira hasha+ pazuva rehasha+ uye rokuratidzwa+ kwokutonga kwakarurama kwaMwari.+
7 Asi neshoko iroro matenga+ nenyika+ zviripo iye zvino zvakachengeterwa moto+ uye zviri kuchengeterwa zuva rokutongwa+ nerokuparadzwa kwevanhu vasingadi Mwari.+