Zekariya 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Ngirozi+ yaJehovha yakabva yati kuna Satani: “Jehovha ngaakutuke,+ haiwa iwe Satani, chokwadi Jehovha ngaakutuke, iye ari kusarudza Jerusarema!+ Uyu haasi danda rakabvutwa mumoto here?”+
2 Ngirozi+ yaJehovha yakabva yati kuna Satani: “Jehovha ngaakutuke,+ haiwa iwe Satani, chokwadi Jehovha ngaakutuke, iye ari kusarudza Jerusarema!+ Uyu haasi danda rakabvutwa mumoto here?”+