12 Ava ndivo matombo akavanzika pasi pemvura mumitambo yenyu yokuratidzirana rudo+ pavanenge vachidya nemi, vafudzi vanodya vasingatyi;+ makore asina mvura anoendeswa uku+ nokoko nemhepo;+ miti yomunguva yokupera kwematsutso, asi isina zvibereko, yakafa kaviri, yakadzurwa;+