2 Petro 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vane maziso akazara noupombwe+ uye havakwanisi kurega chivi,+ uye vanonyengera mweya isina kusimba. Vane mwoyo yakarovedzwa kuchochora.+ Ivo vana vakatukwa.+
14 Vane maziso akazara noupombwe+ uye havakwanisi kurega chivi,+ uye vanonyengera mweya isina kusimba. Vane mwoyo yakarovedzwa kuchochora.+ Ivo vana vakatukwa.+