RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Johani 2:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Vadiwa, handisi kukunyorerai murayiro mutsva, asi murayiro wekare+ wamange muinawo kubvira pakutanga.+ Uyu murayiro wekare ndiro shoko ramakanzwa.

  • 1 Johani 2:24
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 24 Kana muri imi, zvamakanzwa kubvira pakutanga ngazvirambe zviri mamuri.+ Kana zvamakanzwa kubvira pakutanga zvikaramba zviri mamuri, muchagarawo pamwe+ noMwanakomana uye muri pamwe naBaba.+

  • 1 Johani 3:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Nokuti iri ndiro shoko ramakanzwa kubvira pakutanga,+ kuti tinofanira kudanana;+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe