Johani 15:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 “Ndataura zvinhu izvi kwamuri, kuti mufaro wangu uve mamuri uye mufaro wenyu uzadziswe.+ Johani 16:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kusvikira panguva ino hamuna kumbokumbira chinhu chimwe chete muzita rangu. Kumbirai uye muchagamuchira, kuti mufaro wenyu uzadziswe.+
24 Kusvikira panguva ino hamuna kumbokumbira chinhu chimwe chete muzita rangu. Kumbirai uye muchagamuchira, kuti mufaro wenyu uzadziswe.+